Shavi Rechikadzi

Shavi Rechikadzi (Paperback)

By Masimba Musodza 
Publisher: Belontos Books
Edition: Paperback
Language: Shona
ISBN: 1908690321
EAN: 9781908690326
No. of Units: 1
No. of Pages: 510
Publish Date: 2015-07-16
Binding: Paperback
Ships to India.

Other Editions

Edition Price Availability
Paperback 2017, 2nd Edition R 870 In Stock.
Hardcover 2017 R 1,371 In Stock.

Description

Zimbabwe Music & Arts Awards (ZIMAA) 2016 Best Fiction Book of the Year Sarungano waNhasi adzoka zvakare......... Vakuru vakati, Chinokanganwa idemo, asi muti wakatemwa haukanganwi. Panotanga kupera vakomana vechikwata chaizvidaidza nezita rekuzvitsutsuma rekuti The Flava Cru, vanhu vanotadza kunzwisisa kuti zvauya sei. Chainyanyonetsa mapurisa ndeche kuti vakomana ava vaita sevaurawa negaranyanya rine nzwara dzino pinza, asi chiri chikara chavaitadza kudoma. Nyangwe panotanga kufawo vabereki vevakomana ava, pamwe negweta rainzi Robbie Rangwani, hapana akakurumidza kunyumwa kuti vese ava vakange vave kurumwa nechekuchera. Ko, handiti vakomana ava ndivo vamwechete vekuita gombedzanwa rekubata chibharo musikana webasa ainzi Nhamo Mpariwa? Handiti ndivo vabereki vekurangana, sevanhu vaive nemari nechiremera muchita, kuti vana vavo vasapikire mhosva iyi? Zvino, kana vaifunga kuti mhosva yavo yairova, vakange vave kuzvionera kuti dzimwe mhosva hadzirove asi dzinodzoka dzakura, dziine masimba anotyisa..... From the master of Shona-language horror comes a tale of sexual violence, corruption in high places, injustice....and an unspeakable horror summoned by arts darker than anything yet seen in Zimbabwean lore. A young girl, an orphaned domestic servant, is gang-raped by the sons of well-to-do families. Denied justice by a system that sometimes fails those who need it the most, she can only turn to someone who has been a victim too. Someone who knows another way of punishing her rapists. A way based on the knowledge of things that no one ought to know...."
show moreless

Specification

Title: Shavi Rechikadzi
Publisher: Belontos Books
Author: Masimba Musodza
Edition: Paperback
Language: Shona
ISBN: 1908690321
EAN: 9781908690326
No. of Units: 1
No. of Pages: 510
Publish Date: 2015-07-16
Binding: Paperback

Disclaimer

  • The book summary and image may be of a different edition or binding of the same title.
  • Book reviews are added by registered customers. They need not necessarily buy book.
  • These books are NOT available for reading online or for free download in PDF or ebook format.
  • Price can change due to reprinting, price change by publisher or sourcing cost change for imported books.
  • www.infibeam.com/Books is the biggest online bookstore in India for sale of books at best price - fiction, literature, audiobooks, study guides, novels, story books, rare books, textbooks and books by popular authors. These are available in various editions and bindings e.g. paperback and at best discount.


Great Value

Safe Payment

Shop With
Confidence

24/7 Help Center

Free & Easy Return

Get Discounts & Offers
Stay Connected
Copyright © 2007-2017 Infibeam.com and Affiliates
Site is up